Gore ra-2003 (sho: zvuruzviiri-netatu) raive gore rakatanga musi waChitatu muKarenda ya Gregori, raive gore rezvuruzviiri-netatu reZera riNjee[C 1] (ZN) uye Ano Dhomini (AD) dzemishariro[C 2], gore rechitatu muWurukati rechiTatu uye muZanagore re Makumimairi-nemotsi, ne gore rechishanu mugumikati reMa2000.
Ndege ye Air Midwest 5481 yakapinda munjodzi pakusumuka kwayo muCharlotte, Karolina ye Maodzanyemba, ikaurayisa vanhu vose vemakumimavirinerimwe vevatutwa ne vashandi.
Mashoko
Wurukati,- kureva millennium, kubva pa Churu/Chiuru uye mwaka (season, age)