Bhahari re Eegi

Bhahari re Eegi, (kureva Aegean sea; Chigiriki: Αιγαίο Πέλαγος: "Egéo Pélagos", Chituruki: "Ege Denizi" kana "Adalar Denizi" ) kana Bhahari re ayigi kana ayegi, chi-embayment chirefu cheBhahari re Medhiteraniya chiri pakati pe Yuropu ne Ezhiya. Rakagadzikwa pakati pe Mabhurakani ne Anatoria, uye inofukidza ruwa rinotora 215,000 skweya makiromita. KuMaodzanyemba, Eegi rakabatanidzwa ne Bhahari re Mamara ne Bhahari Tema ne mastireyiti (kureva straits) e maDharidhaneri ne maBhosiporusi.

Zvituswa zve Eegi zvinosanganisa Dhwodhekanizi (kureva Dodecanese), Sikiradhizi (kureva Cyclades), Sporadhizi (kureva Sporades), Zvitsuwa zve Saroni (kureva Saronic islands) uye Zvitsuwa zve Eegi ye Maodzanyemba, uyezve Kireti (kureva Crete) ne zvituswa zvinoipoteredza.

Tarisai futi: