Hubumbe
Lens rine hubumbe mativi maviri.
Muchidzidzo chePimanyika, hubumbe (convex) izwi rinotsanangudza chiumbwa chine uso hwakabumbira kunze. Mufananidzo ungapiwa kuumbwa kwakaitwa dumbu rakaguta kana kuti dutu revhu rinounganidzwa pakugadzira gandiwa rinoeredza mvura.
Mitauro yeBantu
- MaZulu vanoti amangungu (Curved, convex).