Johani

Johani, Johane, Yohani kana Yohane izita ravakushandiswa se reChishona rakatorwa kubva kuChihebheru nekuda kweBhaibheri.

Pakushandiswa pezita rekuti Johani rinogona kushandisirwa pamusoro pevanhu uye zvinhu zvinotevera:

Testamende Itsva

Mabasa

  • Uvaranomwe hwa Yohane
    • Shoko ra Johani, rinowanzo shandisirwa dumidzo ripfupi rekuti Yohani/Johani
    • Maepistiri aYohane
      • Epistiri rekutanga ra Yohani, rinowanzo pfupitswa richinzi 1 Yohani
      • Epistiri rechipiri ra Yohani, rinowanzo pfupitswa richinzi 2 Yohani
      • Epistiri rechitatu ra Yohani, rinowanzo pfupitswa richinzi 3 Yohani
    • Nwadhi ra Rhevheresheni, Rhevheresheni ya Msande Yohani Mushoperi

Vanhu

  • Yohani Mubhabhatidzi (akafa c. 30 PK), anowonekwa se muporofita uye akaenda pamberi pa Yesu Kristo
  • Mabasa akanyorwa na Yohane we Testamende Itsva, dzimwe nguva rinotsanangurwa se:
    • Yohani Mutume (akararama c. 30 MK), mumwe pakati pe mastori makumi mairi (makumiiri) a Yesu
    • Yohani Mutume, assigned author of the Fourth Gospel, once identified with the Apostle
    • Yohani wePatimosi, uyezve sa Yohani Mushoperi kana Yohani muZaruri, munyori we Nwadhi re Rhevhereshini, anobatanidzwa ne Mapostori
    • Yohani mu Presbyter

Vamwe vanhu

  • Johane Masowe
  • Johane Marange


Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.