Jongwe (Rooster) zvinoreva mukono wehuku unova ndiyo unotanda tseketsa uchidzishumira kuti dzitange kukandira mazai.
Machongwe maviri haakukuridze pamutanda mumwe.