Komichi
Komichi (ku Chingezi: cup) kana tsani mudziyo wemumba unoshandiswa kunwisa zvinwiwa.
Teacups on saucer
Mitauro yeAfrika
- VaKabwa vanoti ekikombe (n. cup) kureva komichi.
- MaZulu vanoti umkhombe (n. calabash dipper) kureva mukombe.
- Challa vanoti karau (n. cup) kureva komichi.
Mamwe mapeji ekutarisa