Mwana kana achidzinda-dzinda ndiko kuzivisa vabereki kuti haasakabudirira muchikoro. Apa kureva When a child shows unwillingness to do anything at home that is a sign to his parents that he has failed at school.
Mitauro yeBantu
AmaZulu vanoti zinda (remain behind, hold back, be reluctant) vachireva kudzinda.
MaZulu vanoti zinda (2. be firmly based; stand firm upon something) vachireva kudzika midzi panzvimbo.
MaZulu vanoti Lendlu izinde emadwaleni (This house is built on rock) vachireva imba iyi yakadzikwa padombo.