Mauro

Mauro (kureva twilight)[1] ichiedza chinovoniwa mushure mekubuda kwezuva nokuvira kwezuva kana munguva zuva rarinenge riri 18¡ nyasi kwe jengachenga.

Ringai zve:

  • Madeko, Madekwana
  • Rudeukira
  • Utonga
  • Manheru, Manhoko

Mabviro eruzivo:

Preview of references

  1. Vashona, 6 Ndira 2020, "Mauro" Yakaringwa 23 Ndira 2023