Rukato
Rukato (kureva thistle) akan Gato idzinde rinoita mashizha ane minzwa inobaya. Vamwe vatauri vanoti gato, chifakusi, rutumbambeya kana mutumbambeya.
- Makato (Brier or briar).
- Rukato (toddalia asiatica)
- Rukato (n. Vachellia sieberiana) muti unowanikwa muZimbabwe.
Kurerutsa Mutauro
- Ndichauparadza; haungarangurwi, kana kurimwa; asi uchamera minzwa norukato: It will turn into a desert, neither pruned nor hoed; it will be covered with thorns and briars. (Isaiah 5:6, Bhaibheri reChiNdau).
- Ngeiro zuva ndau dzeshe apo paisiita mivhini gumi remazana, yaitengwa ngezvigurwa zvesirivha gumi remazana, inozoita makato neminzwa: On that day, there will be thorns and thistles in every place where a thousand vines worth a thousand silver shekels once grew. (Isaiah 7:23, Bhaibheri reChiNdau).