Runda
Runda (tendon or sinew) zvinoreva chinyama chakasimba chinobatanidza mhasuru nebvupa. Nekumwe kutaura runda rinonzi mudzira.