Sere

8

Sere inhamba inotevera nomwe iyo ichiteverwa napfumbamwe. Sere chaunga chapiri (2) naina (4).

  • Mazana Masere (eight hundred, 800).

Mitauro yeAfrika