Zvitsuwa zve Yaeyama

Zvitsuwa zve Yaeyama (Chijapani: 八重山列島 Yaeyama-rettō, kana futi 八重山諸島 Yaeyama-shotō, Chiyaeyama: Yaima, Chiyonaguni: Daama, Chiokinawa: Yeema, Chiryukyu maodzanyemba: やへま Yapema) magururundu arikuchamhembechemadokero eUfuke we Okinawa, Japani uye zvinofukidza 591.46 skweya makiromita (228.36 sk mi). Zvitsuwa izvi zvakagadzikwa kuchamhembechemadokero e Zvitsuwa zve Miyako, sechikamu che gururundu re Zvitsuwa zve Ryukyu.

Taranyika

Zvitsuwa izvi zvinovumba chikamu chekuchamhembe cherukwatamabge eZvitsuwa zve Ryukyu. Mugovanho wendauro ye Dunhudiki re Yaeyama rinofukidza zvitsuwa zve Yaeyama zvose, kunze kwe Ishigaki uye nechirwisiririrwa che Zvitsuwa zve Senkaku.

Zvitsuwa zvinogarwa

Mabviro:[1]

Mabviro eruzivo:

Preview of references

  1. Yakatorwa kubva kuenwiki