Chiwumbiko
Muchidzidzo chePimanyika, chiwumbiko kana shepi (Shape; figure) chinoonekwa muganhu wacho, chine mupimo unodudza kukura kwachakaita. Chiumbwa inogona kunge ine nzenda imwe, nzenda mbiri kana nzenda nhatu. Nokumwe kutaura tinagti chiumbiko - structure.
Muchidzidzo chePimanyika, chiumbwa dzinosanganisira: mutsetse, munyonya, mutsendo iyo inokwanisa kushandiswa kutsanangudza dzimwe mhando dzechiumbwa dzisiri nyore kutsangudza. Zvuimbwa zvinotaurwa zvanyanya zvinowanikwa muchinyorwa Pimanyika.
Mamwe Mazwi
Kuwumba (v. mould, form).
Form (i.e body) muturu; mugomu??.
Mitauro yeBantu
- VaHerero vanoti omu-tungo (n. form) vachireva chiwumbiko. VaHerero vanoti tungua (p.p. formed) vachireva chakawumbwa.
- VaHerero vanoti otyi-tungua (n. something built, constructed, fabrication, structure) vachireva chiwumbwa.
- VaGiryama vanoti kuumbwa kwe- (form of person etc). VaZigula vanoti umbo (n. form, shape of human being).
- Mang'anja vanoti mpunga wa tupi lina - rice of a different colour, also shape.
- VaKongo vanoti mpwa (Form (shape, appearance); style; sort; Species; quality, description, form, shape, pattern).