Herero
Herero kana Otjiherero mutauro weBantu unowanikwa kuNamibia.
Mazwi Anotodza Shona
- Herero inoti onanga kana olepere (leprosy) kureva maperembudzi. Omu-nangana (leper).
- Herero inoti ongue (leopard). Herero inoti omurimba (left-handed).
- Herero inoti omu-vare kana otyi-rambo (Lake) kureva nyanza.
- Herero inoti ou-kaiya (lack; deficiency). Mamwe mazwi: otyi-rondero (ladder) kureva manera.
- Herero inoti omu-runde (knave - unprincipled, dishonest or untrustworthy person). Ou-runde (knavery).
- Herero inoti semba (just person). Mamwe mazwi: ousemba (justice; justify).
- Herero inoti ombanguriro kana omapanguriro kana otyipangure (judgement). Pangura (v. judge).
- Herero inoti otyina (instrument). Mamwe mazwi: oku-endesana (intercourse).
- Herero inoti omu-kumbire (intercessor; one who prays for another).
- Herero inoti tyanga (innoculate) kureva kubaya nhomba.
- Herero inoti huanga (infect) kureva kupomera. Vobva vati okuhuanga (infection).
- Herero inoti tumbisa (impregnate) kureva kunhumburisa. Herero inoti omurise (keeper; guard).
- Herero inoti omakende (Ice; hoarfrost) kureva mazaya echando.
- Herero inoti notyipo (hurtful) kureva chinokuvadza. Mamwe mazwi: otyipo (harm; hurt; injury) kureva kukuvadza.
- Herero inoti otyi-karanga (empty honey-comb) kureva chizinga chisina huchi.
- Herero inoti ou-tyi (honey) kureva huchi. Mamwe mazwi: oru-uto (home) kureva imba.
- Herero inoti onguruve (wild hog) kureva nguruve yemusango.
- Herero inoti otyitonge kana omutumba (highland) kureva dundumadzi.
- Herero inoti omukaza kana otyikaza kana omu-sukorume (hermaphrodite) kureva munhu ane nhengorume nenhengokadzi.
- Herero inoti orupanda kana omapanda (herd) kureva danga rezvipfuyo.
- Herero inoti -tumba (heaped up) kureva murwi. Omundu omutumba (prgenant woman - literaly heaped up person).
- Herero inoti otyiuru (a large head; leader) kureva musoro muhombe. Ko majuru nanyachuru?
- Herero inoti okunyengua kana okutonda (hatred) kureva ruvengo.
- Herero inoti omaongero (harvest) kureva kukohwa. Vobva vati onga (gather).
- Herero inoti kukuta (to be hard) kureva kukukuta. Vanobva vati kukutisa (harden) nokuti oukukutu (Hardness).
- Herero inoti sekira (to lodge). Mamwe mazwi: nyaneka (spread out; hang-up) kureva kuyanika.
- Herero inoti turika (hang-up; hoist) kureva kuturika.
- Herero inoti oura (gut, intestines) kureva hura. Mamwe mazwi: onyama (meat) kureva nyama.
- Herero inoti omuvi (very bad) kureva muvi. Mamwe mazwi: ovaenda (guests) kureva vaenzi.
- Herero inoti -tereka (cook) kureva kubika. Matereke izita remhuri.
- Herero inoti ovandu (people) kureva vanhu. Mamwe mazwi: mundu (person) kureva munhu.
- Herero inoti poreka (to calm; to abate). Mamwe mazwi: ovanatje (children) kureva vana.
- Herero inoti orutumbe (wealth; affluence) kureva hupfumi. Kadyautumbe izita remhuri.
- Herero inoti tumbara (to be abundant) kureva vana. okukara (dwelling; abode).
- Herero inoti takavara kana okutakavara (to abound, to be abundant). Dakataka (super abundance) rinoreva zvakawandisa.
- Herero inoti vara (to reckon; compute, enumerate). Vanobva vati vanoti omuvare (Accountant).
- Herero inoti otyivara kana otyivarero (enumeration).
- Herero inoti pindikisa kana tonda (affront - action or remark that causes offence) kureva chituko. Matonda izita remhuri.
- Herero inoti okukurupa, ongurupiro kana amakurupiro (old age).
- Herero inoti omunene (aged person) kureva munhu achembera.
- Herero inoti omakoapa kana okuapa (armpits) kureva hapwa.
- Herero inoti rara (asleep) kureva kurara. Mamwe mazwi: pangura (assort, divide into parts).
- Herero inoti yama (assist) kureva kubatsira. Mamwe mazwi: omuyame (assistant; helper) kureva mubatsiri.
- Herero inoti ongata (head pad for carrying loads) kureva hata.
- Herero inoti yanga kana okuyanga (balance; hold or keep steady).
- Herero inoti muzu (naked) kureva mushutu. Mamwe mazwi: ekunde (bean) kureva bhinzi.
- Herero inoti otjiraro (bed) kureva uriri. Mamwe mazwi: onyuityi (bee) kureva nyuchi.
- Herero inoti puka (to wander) kureva kudzengerera. Mamwe mazwi: otjipuka (wild beast; wandering or roving creature) kureva mhuka yesango.
- Herero inoti otjikaro kana omukaro (bearing, conduct, behaviour) kureva chiviri.
- Herero inoti omeva kana omaruru kana ombiira (beer) kureva hwahwa. Nemaruru izita remhuri.
- Herero inoti etoto (beetle) kureva chitoto. Mamwe mazwi: rira (bemoan, cry) kureva kuchema.
- Herero inoti orutenga (beginning; first time) kureva mavambo.
- Herero inoti tara (behold, observe, look at, see) kureva kutarira.
- Herero inoti rumba kana rumbira (bend the bow) kureva kukunga uta. Charumbira imita remhuri.
- Herero inoti otyari (benevolence). Notyari (a benevolent person). Chari izita remhuri.
- Herero inoti horora (betray). Mamwe mazwi: ondera (bird) kureva shiri.
- Herero inoti rova (bewitch) kureva kuroya. Mamwe mazwi: onganga kureva n'anga.
- Herero inoti ruru (bitter) kureva zvinovava. Omeva omaruru (bitter water- used for beer).
- Herero inoti outa (n. bow) kureva uta. Mamwe mazwi: ouruvi (brain) kureva huropi.
- Herero inoti onguyu kana onguii (cloth, any kind of dress stuff) kureva nguo.
- Herero inoti pamue (at or in one place, together) kureva pamwe. Mamwe mazwi: chimue (one; one and the same) kureva chimwe.
- Herero inoti okuora (corruption) kureva huwori. Mamwe mazwi: otyiraro (couch) kureva sofa.
- Herero inoti ombiri (consultation; counsel) kureva kupangana.
- Herero inoti omupangure (councillor) kureva gota. Mamwe mazwi: vera (crazy) kureva kutwanya.
- Herero inoti uta (create, begin, found) kureva kusika kana kuvamba.
- Herero inoti omuute (creator) kureva musiki. Mamwe mazwi: ondyira (road, path) kureva nzira.
- Herero inoti okupangura kana omapanguriro (decision, judgement).
- Herero inoti okupiruka (defiance). Mamwe mazwi: piruka kana pirukira (defy, turn the front to the enemy).
- Herero inoti okukaera (deficiency) kureva kusakwana. Kaera (deficient; fall short of).
- Herero inoti turura (disburden; discharge a load) kureva kuturura.
- Herero inoti okure (far off; distant) kureva kure.
- Herero inoti kaseka (not moved away much; separated by a short distance) kureva pedyo.
- Herero inoti rota (dream) kureva kurota. Vobva vati omurote (dreamer) kureva muroti.
- Herero inoti nua (to drink) kureva kunwa. Mamwe mazwi: ongoma (drum) kureva ngoma.
- Herero inoti otyizenge (dullness, slowness) kureva zengeya.
- Herero inoti omaturiro (house) kureva pamba. Mamwe mazwi: ongarangombe (eland) kureva mhofu.
- Herero inoti okurua (battle, fighting) kureva kurwa hondo. Rua (fight) curera kurwa
- Herero inoti omaura (entrails, bowels) kureva hura.
- Herero inoti otyitiro (epidemic) kureva chirwere chaparira.
- Herero inoti sekasana (to be equal) kureva zvakaenzana. Mamwe mazwi: rongera kana rongerisa (equip).
- Herero inoti omburu (eruption of pimples) kureva mburwa.
- Herero inoti orukoze (falcon; hawk). Mamwe mazwi: ondyandja (finch).
- Herero inoti oku-ua (to fall) kureva kuwa. Mamwe mazwi: ondyara (famine) kureva nzara.
- Herero inoti tate (my father) kureva baba. Mamwe mazwi: kura (grown) kureva kukura.
- Herero inoti ria (eat) kureva kudya. Mamwe mazwi: teka (draw water) kureva kuteka mvura.
- Herero inoti ouvi (badness, evil) kureva chivi. Omundu omuvi (bad person).
- Herero inoti orutanga (fertile; productive). Mamwe mazwi: zikama (to be fixed) kureva kudzikama.
- Herero inoti -tenga (first) kureva chekutanga. Omutenga (a first one; foremost one).
- Herero inoti otyikanga (sediment of melted tallow) kureva madzikinyira emanda yakanyunguditswa. Ko Chikanga?
- VaHerero vanoti otyihakua (guesswork) kureva fembera-fembera.
Mamwe Mazwi
- Herero inoti ombapira (letter) kureva tsamba.
- Herero inoti tyituka (metamorphose) kureva kushanduka.
- Vatauri veHerero vanoti oku-tyituka (metamorphisis) kureva kushanduka.