Kutapira
Kutapira (sweet in English) zvinotaura zvinonzwa munhu parurimi kana achidya shuga, huchi, kana zviwitsi.
Tsika
- Huya uone kutapira kwaita manhanga.
Mitauro yeBantu
- VaDigo vanoti luchi (sweetness) vachireva kutapira.
- Lugwere vanoti kukomba (v. lick, taste with the tongue) kureva kuraidza.