Mongo
Mongo (bone marrow) unowanikwa mukati memapfupa. Muvanhu mongo uri mumapfupa makuru unogadzira zvidowo zviri muropa.
Mitauro yeBantu
- VaHerero vanoti oma-sa (marrow of bone) kureva mongo.
- MaZulu vanoti umongo (marrow of bone) kureva mongo.
- MaZulu vanoti umongo (main point, centre of a matter) kureva bumbiro renyaya.
- MaZulu vanoti umongo (core of a herb or tree) kureva moyo wemuti kana muriwo.