Tambo

Tambo
Mali

Tambo (rope in English) chirukwa chigadzirwa neshinda kana waya nhete dzichirukana kuita shinda hobvu. Tambo dzinoshandiswa mabasa akawanda zvikurusei panodiwa kusimba kwadzo.

Tambo dzewaya dzinoshandiswa kutakura chikepe nechikwera pamugodhi.

Bingepinge - tambo ine rwodzi (rope of multiple strands) rwakawanda.

  • Kuita motsi, kuwonyana; kumonyana, kufunyana kana kupetana (curl).
  • Izwi rokuti koyi (skipping rope) rinotaurwa kuKalanga richireva tambo yekuchirika pakutamba. Rugoyi naMukoyi mazita emhuri.

Mitauro yeBantu