2015

2015
Wurukati: Wurukati riTatu
Zanakati: Zanakati re Makumimairi

Zanakati re Makumimairi-nemotsi

Zanakati reMakumimairi-nembiri

Gumikati: Ma2000 | Ma2010 | Ma2020 |

Ma2030 | Ma2040 | Ma2050

Makore: << | 2010 | 2011 | 2012 | 2013 | 2014 |

2015 | 2016 | 2017 | 2018 | 2019 | >>

2015 (sho: zvuruzviviri negumineshanu) raive gore rinjee rakatanga musi wa China muKarenda ya Gregori, gore re zvuruzviiri-negumineshanu muZera Rinjee (ZN) uye Anno Domini (AD) dzemishariro, gore rechigumineshanu muwurukati ritatu uye Zanagore re Makumimairi-nemotsi, ne rechitanhatu muGumikati reMa2010.

Mashoko

  • Wurukati,Mwakawuru- kureva millennium, kubva pa Churu/Chiuru uye mwaka (season, age)
    • Wurukati ritatu - kureva mileniyamu itatu
  • Zanakati, Zanagore - kureva century, kubva pazana uye kati kureva mwaka (age, season).
  • Gumikati, Mwakakumi - kureva decade, uye pahuwandu makumikati

Ringai zve:

  • 2015 muZimbabwe