Mbari

Izwi rokuti mbari riri kushandiswa pano kuturikira chinonzi genus kuEnglish rinova boka rezvisikwa zvinorarama zvakanyanya kufanana.

Kupiwa kweZita

Izwi rokuti mbari raumbwa pano richitodzaniswa nembari inotaurwa kuGiryama vachireva zvinotevera: hama; mhuri; zvikurusei hama dzekure sezvarehwa pasi apo.

Mamwe Mazwi

Mitauro yeBantu

  • Giryama vanoti mbari (kindred, kin, family - used for less close relatives) zvinotevera: hama; mhuri; zvikurusei hama dzekure.
  • Swahili neTaita vanoti mbari (family, clan, tribe, nation, kindred; kin). Zigula vanoti mbali (n. a tribe, nation) kureva rudzi.
  • VaDigo vanoti mbari (family or clan on father's side) kureva mhuri yedivi rababa. VaDigo vanoti m'bari (relative on father's side) kureva hama yedivi rekwababa.
  • Nyungwe vanoti ubale (n. family) kureva mhuri. VaSena vanoti ubale (n. brotherhood). Herero vanoti vari kana mbari (n. two) kureva mbiri.